Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 42:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana zvakanaka, kana zvisina kunaka tichateerera Jehovha Mwari wedu, watinokutumai kwaari kuti zvigotiitira zvakanaka, nokuti tichateerera Jehovha Mwari wedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 42

Maonero Jeremia 42:6 akapoteredza