Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 42:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Kana mukagara munyika ino, ndichakuvakai handizokukoromorei; ndichakusimai uye handingakudzurei, nokuti ndinorwadziwa nokuda kwenjodzi yandakaisa pamusoro penyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 42

Maonero Jeremia 42:10 akapoteredza