Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 41:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino gomba raakakandira mitumbi yose yavarume vaakanga auraya pamwe chete naGedharia ndiro rakanga racherwa naMambo Asa kuti azvidzivirire kuna Bhaasha mambo weIsraeri. Ishumaeri mwanakomana waNetania akarizadza navakaurayiwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 41

Maonero Jeremia 41:9 akapoteredza