Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 37:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zedhekia mwanakomana waJosia akagadzwa kuva mambo weJudha naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi; iye akabata ushe panzvimbo yaJehoyakini mwanakomana waJehoyakimi.

2. Asi iye kana varanda vake kana vanhu venyika iyoyo, havana kuteerera mashoko akanga ataurwa naJehovha kubudikidza naJeremia muprofita.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 37