Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 36:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bharuki mwanakomana waNeria akaita zvose zvaakataurirwa nomuprofita Jeremia kuti aite; akarava mashoko aJehovha kubva murugwaro rwakapetwa, ari patemberi yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 36

Maonero Jeremia 36:8 akapoteredza