Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 36:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akaburuka akaenda kukamuri romunyori mumuzinda wamambo, makanga mugere machinda ose, aiti: Erishama munyori, Dheraya mwanakomana waShemaya, Erinatani mwanakomana waAkibhori, Gemaria mwanakomana waShafani, Zedhekia mwanakomana waHanania, nemamwe machinda ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 36

Maonero Jeremia 36:12 akapoteredza