Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 35:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini ndakatuma ndatumazve kwamuri varanda vangu vose ivo vaprofita. Ivo vakati kwamuri, “Mumwe nomumwe wenyu anofanira kudzoka panzira dzakaipa dzake dzose mugonatsa zviito zvenyu; murege kutevera vamwe vamwari kuti muvashumire. Ipapo muchagara munyika yandakakupai imi namadzibaba enyu.” Asi hamuna kumborerekera nzeve dzenyu kwandiri kana kundinzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 35

Maonero Jeremia 35:15 akapoteredza