Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 35:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akati apinda munyika ino, isu takati, ‘Uyai, tiende kuJerusarema titize hondo yavaBhabhironi neyavaAramu.’ Saka takaramba tiri muJerusarema.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 35

Maonero Jeremia 35:11 akapoteredza