Iwe haungapukunyuki muruoko rwake asi zvirokwazvo uchabatwa ugoiswa mumaoko ake. Uchaona mambo weBhabhironi nemeso ako, uye achataura newe makatarisana. Uye iwe uchaenda kuBhabhironi.