Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 32:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hanameri mwanakomana wasekuru vako Sharumi achauya kwauri achiti, ‘Tenga munda wangu uri paAnatoti, nokuti sezvo uriwe hama yepedyo, ndiwe une kodzero yokuutenga.’

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 32

Maonero Jeremia 32:7 akapoteredza