Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 32:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndokupa gwaro iri kuna Bharuki mwanakomana waNeria, mwanakomana waMaseya, pamberi paHanameri mwanakomana wasekuru vangu napamberi pezvapupu zvakanga zvaisa runyoro pagwaro rokutengeserana, napamberi pavaJudha vose vakanga vagere muruvazhe rwavarindi.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 32

Maonero Jeremia 32:12 akapoteredza