Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tarira kunzvimbo dzakakwirira dzisina miti uone. Iripo here nzvimbo yausina kumboitira ufeve? Mujinga menzira wakagaramo wakamirira zvikomba, wakagara kunge vanhu vouragu vari murenje. Wakasvibisa nyika noufeve hwako uye nezvakaipa zvako.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 3

Maonero Jeremia 3:2 akapoteredza