Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Dzokai, imi vanhu vokusatenda,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “nokuti ndini murume wenyu. Ndichakusarudzai, ndichatora mumwe chete kubva kune rimwe guta, uye vaviri kubva kuno rumwe rudzi, ndigokuuyisai kuZioni.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 3

Maonero Jeremia 3:14 akapoteredza