Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 28:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akati, pamberi pavanhu vose, “Zvanzi naJehovha, ‘Saizvozvi ndichavhuna joko raNebhukadhinezari mambo weBhabhironi kubva pamutsipa wendudzi dzose makore maviri asati apera.’ ” Adaro, muprofita Jeremia akaenda hake.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 28

Maonero Jeremia 28:11 akapoteredza