Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 26:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo Jehoyakimi namakurukota ake ose namachinda ake vakati vanzwa mashoko ake, mambo akatsvaka kumuuraya. Asi Uria akazvinzwa akatya ndokubva atizira kuIjipiti.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 26

Maonero Jeremia 26:21 akapoteredza