Regai kutevera vamwe vamwari kuti muvashumire nokuvanamata; murege kunditsamwisa nezvakaitwa namaoko enyu. Ipapo handingakuitirei zvakaipa.”