Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 25:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kunyange Jehovha akatuma varanda vake kwamuri ivo vaprofita nguva nenguva, imi hamuna kuteerera kana kurereka nzeve dzenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 25

Maonero Jeremia 25:4 akapoteredza