Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 25:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chemai uye muungudze, imi vafudzi; umburukai muguruva, imi vatungamiriri veboka. Nokuti nguva yokuurayiwa kwenyu yasvika; muchawa mugopwanyika somudziyo wakanaka wevhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 25

Maonero Jeremia 25:34 akapoteredza