Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 23:39-40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

39. Naizvozvo, zvirokwazvo ndichakukanganwai uye ndichakurasai mubve pamberi pangu imi neguta randakakupai uye namadzibaba enyu.

40. Ndichauyisa pamusoro penyu kunyadziswa kusingaperi, nyadzi dzisingaperi dzisingazokanganikwi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 23