Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 2:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, murandakadzi angakanganwa zvishongo zvake here, nomwenga angakanganwa nguo dzake dzomuchato here? Asi vanhu vangu vakandikanganwa ini, mazuva asingaverengeki.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 2

Maonero Jeremia 2:32 akapoteredza