Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 2:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uri mbizi yakarovedzwa mugwenga, inofembedza mhepo mukushuva kwayo; ndiani angaidzora pakupfumvura kwayo? Mukono upi noupi unoitevera haufaniri kuzvinetesa; panguva yokusangana uchaiwana.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 2

Maonero Jeremia 2:24 akapoteredza