Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 15:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kana vakakubvunza vachiti, ‘Tichaendepiko?’ Uvaudze kuti, ‘Zvanzi naJehovha, Vakafanirwa norufu ngavaende kurufu, vakafanirwa nomunondo, kumunondo; vakafanirwa nenzara, kunzara; vakafanirwa noutapwa, kuutapwa.’

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 15

Maonero Jeremia 15:2 akapoteredza