Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jeremia 14:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, pazvifananidzo zvisina maturo zvendudzi, chiripo chinganayisa mvura here? Ko, matenga, anonayisa mvura oga here? Kwete, ndimi, Iyemi Jehovha Mwari wedu. Naizvozvo tariro yedu iri mamuri, nokuti ndimi moga munoita izvi zvose.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 14

Maonero Jeremia 14:22 akapoteredza