Uyu ndiwo mugove wako, ndicho chikamu chandakakutemera,”ndizvo zvinotaura Jehovha,“nokuti wakandikanganwa ukavimba navamwari venhema.