Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 9:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Manase achadya Efuremu uye Efuremu achadya Manase; pamwe chete vachamukira Judha.Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, ruoko rwake ruchakangosimudzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 9

Maonero Isaya 9:21 akapoteredza