Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 9:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Jehovha haachazofariri majaya, kana kuva netsitsi nenherera nechirikadzi, nokuti mumwe nomumwe wavo haana umwari uye akaipa, muromo mumwe nomumwe unotaura zvoupenzi.Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, ruoko rwake ruchakangosimudzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 9

Maonero Isaya 9:17 akapoteredza