Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 7:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uti kwaari, ‘Chenjera, dzikama hako, uye usatya. Usaora mwoyo nokuda kwamatsiga maviri ehuni, nokuda kwokutsamwa kunotyisa kwaRezini naAramu uye nekwomwanakomana waRemaria.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 7

Maonero Isaya 7:4 akapoteredza