Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 65:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha, “Sezvazvakangoita kana musvi uchiri kuwanikwa musumbu ramazambiringa uye vanhu vachiti, ‘Musauparadza, muchine zvakanaka mauri,’ saizvozvo ndizvo zvandichaitira varanda vangu; handingavaparadzi vose.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 65

Maonero Isaya 65:8 akapoteredza