Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 63:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatarisa, asi pakanga pasina angabatsira, ndakashamiswa nokuti hapana akatsigira; naizvozvo ruoko rwangu rwakandivigira ruponeso, uye hasha dzangu dzakanditsigira.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 63

Maonero Isaya 63:5 akapoteredza