Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 63:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndakatsika chisviniro chewaini ndoga; kubva kundudzi dzose hapana akanga aneni. Ndakavatsika-tsika mukutsamwa kwangu uye ndakavapwanyira pasi nehasha dzangu; ropa ravo rikatsatikira panguo dzangu, ndikasvibisa nguo dzangu dzose.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 63

Maonero Isaya 63:3 akapoteredza