Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 60:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Masuo ako achagara akashama haachazombozarirwi, masikati kana usiku kuitira kuti vanhu vakuvigire upfumi hwendudzi, madzimambo adzo achafambiswa ari mumudungwe akundwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 60

Maonero Isaya 60:11 akapoteredza