Ipapo ndakati, “Haiwa, Ishe, kusvikira riniko?” iye akapindura achiti,“Kusvikira maguta ava matongo uye pasisina anogaramo, kusvikira dzimba dzasiyiwa dzisina vanhu, neminda yaparadzwa zvachose,