Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 58:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana ukachengeta tsoka dzako kuti dzisaputsa Sabata, uye kuti dzisaita zvinokufadza iwe pazuva rangu dzvene, kana ukati Sabata izuva rinofadza, uye ukati zuva dzvene raJehovha izuva rinokudzwa, uye kana ukarikudza nokusafamba munzira yako, uye usingaiti zvinokufadza kana kutaura mashoko asina maturo,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 58

Maonero Isaya 58:13 akapoteredza