Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 57:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munotsva noruchiva pakati pemiti yemuouki napasi pomuti mumwe nomumwe wakapfumvutira; munobayira vana venyu mumipata napasi pamapazi akarembera.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 57

Maonero Isaya 57:5 akapoteredza