Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 57:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

20. Asi vakaipa vakafanana negungwa rinozungunuka, risingagoni kuzorora, rina mafungu anorasa marara namatope.

21. Mwari wangu anoti, “Vakaipa havana rugare.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 57