Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 57:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paunochemera rubatsiro, zvifananidzo zvawakaunganidza ngazvikubatsire! Mhepo ichazvikukura zvose, mweya wokungofema zvawo uchazvifuridzira kure. Asi munhu anondiita utiziro hwake achagara nhaka yenyika, uye gomo rangu dzvene richava rake.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 57

Maonero Isaya 57:13 akapoteredza