Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 55:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akashata ngaasiye nzira yake, nomunhu akaipa mirangariro yake. Ngaadzokere kuna Jehovha, uye iye achamunzwira ngoni, nokuna Mwari wedu, nokuti achakanganwirwa zvikuru.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 55

Maonero Isaya 55:7 akapoteredza