Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 53:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo akatakura matenda edu, uye akatakura kurwadziswa kwedu; asi isu takafunga kuti akarohwa naMwari, akarohwa naye uye akarwadziswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 53

Maonero Isaya 53:4 akapoteredza