Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 51:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti chipfuno chichavadya senguo; honye ichavadya sewuru. Asi kururama kwangu kuchagara nokusingaperi, ruponeso rwangu kumarudzi namarudzi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 51

Maonero Isaya 51:8 akapoteredza