Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 51:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naIshe Jehovha Mwari wako, anodzivirira vanhu vake,“Tarira, ndabvisa muruoko rwako mukombe wakakuita kuti udzedzereke; kubva pamukombe uyo, iwo mukombe wehasha dzangu, hauchazounwizve.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 51

Maonero Isaya 51:22 akapoteredza