Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 5:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo kutsamwa kwaJehovha kwopfuta pamusoro pavanhu vake; ruoko rwake rwasimudzwa uye anovarovera pasi. Makomo anozungunuka, uye mitumbi yavakafa yaita samarara mumigwagwa.Kunyange zvakadaro nokuda kwezvose izvi, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, ruoko rwake rwaramba rwakasimudzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 5

Maonero Isaya 5:25 akapoteredza