Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akautimbira akabvisa mabwe akasimamo mazambiringa akaisvonaka. Akavaka shongwe mukati mawo uye akauchererawo chisviniro chewaini. Ipapo akatarisa kuti awane zvibereko zvamazambiringa akanaka, asi iwo wakangobereka muchero wakaipa chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 5

Maonero Isaya 5:2 akapoteredza