Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 48:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Swederai kwandiri muteerere izvi:“Kubvira pachiziviso chokutanga handina kumbotaura muchivande; panguva yazvinoitika, ndinenge ndiripo.”Uye zvino Ishe Jehovha andituma, noMweya wake.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 48

Maonero Isaya 48:16 akapoteredza