Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 48:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Inzwai izvi, imi imba yaJakobho, makatumidzwa zita raIsraeri, uye muchibva kurudzi rwaJudha, imi munoita mhiko muzita raJehovha, uye munodana kuna Mwari waIsraeri, asi musingaiti muzvokwadi kana mukururama,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 48

Maonero Isaya 48:1 akapoteredza