Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 47:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvino, enderera hako mberi nouroyi hwako, uye noun'anga hwako huzhinji, hwawakashandira kubva paudiki hwako. zvichida uchabudirira, zvichida uchavhundutsira vamwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 47

Maonero Isaya 47:12 akapoteredza