Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 46:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva kumabvazuva ndinodana gondo; kubva kunyika iri kure kure ndinodana munhu achazadzisa kuda kwangu. Zvandakareva ndichaita kuti zviitike; zvandakaronga, ndichazviita.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 46

Maonero Isaya 46:11 akapoteredza