Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 45:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwaJakobho muranda wangu, nokwaIsraeri musanangurwa wangu, ndinokudana nezita rako, uye ndinoisa pamusoro pako zita rokukudzwa, kunyange iwe usingandizivi.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 45

Maonero Isaya 45:4 akapoteredza