Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 45:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti zvanzi naJehovha, iye akasika matenga, ndiye Mwari; iye akaumba uye akaita nyika, ndiye akaisimbisa; haana kuisikira kuti igare isina chinhu, asi akaiumba kuti igarwe, iye anoti, “Ndini Jehovha, uye hakuna mumwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 45

Maonero Isaya 45:18 akapoteredza