Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 44:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose vanoita zvifananidzo havana maturo, uye zvinhu zvavanofarira hazvibatsiri. Vose vangada kuvapupurira mapofu; havazivi, ndiko kuchava kunyadziswa kwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 44

Maonero Isaya 44:9 akapoteredza