Testamende Yekare

Testamende Itsva

Isaya 44:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvanzi naJehovha, Mambo waIsraeri noMudzikinuri, Jehovha Wamasimba Ose: Ndini wokutanga uye ndini wokupedzisira; kunze kwangu hakuna Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 44

Maonero Isaya 44:6 akapoteredza